Smart is the new sexy

0
1126

Chii chinokonzera mvura mubeche rangu?

Tete Molly: Mvura inoita kana wava nezemo rokuda kuisvirwa nemurume. Hapana chakaipa kuita mvura. Kuita mvura chinhu chakanaka chose kana wava pakuisvirana nemurume nokuti zvinodzivirira kusvuuka mukati uye kusvuuka kwemurume.  Chakaipa kusaita mvura. Kana ukatadza kunyorova unotopedzisira watadza kuiswa nokuti zvinogwadza